-
1 Madzimambo 8:31, 32Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
31 “Kana munhu akatadzira mumwe wake, onzi apike mhiko* obva ava pasi pemhiko* yacho, uye paanenge ari pasi pemhiko* yacho akauya pamberi peatari yenyu iri muimba iyi,+ 32 inzwai muri kudenga, muwane zvamunoita, motonga varanda venyu nekuzivisa kuti munhu akaipa ane mhosva* uye nekuita kuti zvakaipa zvaakaita zvimudzokere, uye nekuzivisa kuti munhu akarurama haana mhosva* momupa mubayiro unoenderana nekururama kwake.+
-