Amosi 4:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 ‘Ndakaita kuti zvirimwa zvenyu zvitsve uye zviore.+ Makava nemapindu akawanda neminda yemizambiringa yakawanda,Asi mhashu dzaiparadza mionde yenyu nemiorivhi yenyu;+Kunyange zvakadaro, hamuna kudzoka kwandiri,’+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha. Hagai 2:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 ndakaparadza basa rese remaoko enyu ndichiita kuti zvirimwa zvenyu zvitsve nemhepo inopisa, zviore+ uye zvirohwe nechimvuramabwe, asi hapana kana mumwe chete wenyu akadzoka kwandiri,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha.
9 ‘Ndakaita kuti zvirimwa zvenyu zvitsve uye zviore.+ Makava nemapindu akawanda neminda yemizambiringa yakawanda,Asi mhashu dzaiparadza mionde yenyu nemiorivhi yenyu;+Kunyange zvakadaro, hamuna kudzoka kwandiri,’+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha.
17 ndakaparadza basa rese remaoko enyu ndichiita kuti zvirimwa zvenyu zvitsve nemhepo inopisa, zviore+ uye zvirohwe nechimvuramabwe, asi hapana kana mumwe chete wenyu akadzoka kwandiri,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha.