2 Makoronike 12:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Mugore rechishanu raMambo Rehobhoamu, Mambo Shishaki+ weIjipiti akauya kuzorwisa Jerusarema, nekuti vakanga vasina kutendeka kuna Jehovha. 2 Makoronike 32:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 32 Pashure pezvinhu izvi uye mabasa aya airatidza kutendeka,+ Mambo Saniheribhi weAsiriya akauya akapinda muJudha nechisimba. Akakomba maguta akanga akakomberedzwa nemasvingo, achida kupinda maari kuti aatore.+
2 Mugore rechishanu raMambo Rehobhoamu, Mambo Shishaki+ weIjipiti akauya kuzorwisa Jerusarema, nekuti vakanga vasina kutendeka kuna Jehovha.
32 Pashure pezvinhu izvi uye mabasa aya airatidza kutendeka,+ Mambo Saniheribhi weAsiriya akauya akapinda muJudha nechisimba. Akakomba maguta akanga akakomberedzwa nemasvingo, achida kupinda maari kuti aatore.+