Revhitiko 9:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 uye moto wakabva kuna Jehovha,+ ukapisa chibayiro chinopiswa, nemafuta aiva pamusoro peatari. Vanhu vese pavakazviona, vakatanga kushevedzera, vakapfugama, vakaisa misoro yavo pasi.+ 1 Makoronike 21:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Dhavhidhi akabva avakira Jehovha atari+ ipapo, akapa zvibayiro zvinopiswa nezvibayiro zverugare, uye akashevedzera kuna Jehovha, uyo akamupindura nemoto+ wakabva kudenga ukaenda paatari yekupisira zvibayiro.
24 uye moto wakabva kuna Jehovha,+ ukapisa chibayiro chinopiswa, nemafuta aiva pamusoro peatari. Vanhu vese pavakazviona, vakatanga kushevedzera, vakapfugama, vakaisa misoro yavo pasi.+
26 Dhavhidhi akabva avakira Jehovha atari+ ipapo, akapa zvibayiro zvinopiswa nezvibayiro zverugare, uye akashevedzera kuna Jehovha, uyo akamupindura nemoto+ wakabva kudenga ukaenda paatari yekupisira zvibayiro.