Pisarema 89:28, 29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Kusvikira nariini, ndicharamba ndichimuratidza rudo rwangu rusingachinji,+Uye sungano yangu naye haizomboperi.+ 29 Ndichasimbisa mwana* wake nekusingaperi,Ndoita kuti chigaro chake cheumambo chirambe chiripo sematenga.+
28 Kusvikira nariini, ndicharamba ndichimuratidza rudo rwangu rusingachinji,+Uye sungano yangu naye haizomboperi.+ 29 Ndichasimbisa mwana* wake nekusingaperi,Ndoita kuti chigaro chake cheumambo chirambe chiripo sematenga.+