1 Madzimambo 9:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Hiramu akatuma varanda vake nengarava dzacho,+ avo vaiziva nezvemugungwa, kuti vashande pamwe chete nevashandi vaSoromoni.
27 Hiramu akatuma varanda vake nengarava dzacho,+ avo vaiziva nezvemugungwa, kuti vashande pamwe chete nevashandi vaSoromoni.