2 Makoronike 33:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Jehovha akaramba achitaura naManase nevanhu vake, asi ivo havana kuteerera.+ 2 Makoronike 33:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Pakutambudzika kwake, akateterera Jehovha Mwari wake kuti amunzwire nyasha,* uye akaramba achizvininipisa zvikuru pamberi paMwari wemadzitateguru ake.
12 Pakutambudzika kwake, akateterera Jehovha Mwari wake kuti amunzwire nyasha,* uye akaramba achizvininipisa zvikuru pamberi paMwari wemadzitateguru ake.