-
1 Madzimambo 11:26, 27Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
26 Uye kwaiva naJerobhoamu+ mwanakomana waNebhati, muEfremu wekuZeredha, mushandi waSoromoni,+ aiva naamai vainzi Zerua, avo vaiva chirikadzi. Naiyewo akatanga kupandukira mambo.+ 27 Izvi ndizvo zvakaita kuti apandukire mambo: Soromoni akanga agadzira Murwi Wevhu,*+ uye akanga avhara pakanga pakavhurika paguta rababa vake Dhavhidhi.+
-