1 Madzimambo 5:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Hiramu paakanzwa mashoko aSoromoni, akafara chaizvo, akati: “Jehovha ngaarumbidzwe nhasi nekuti akapa Dhavhidhi mwanakomana akachenjera kuti atungamirire vanhu ava vakawanda!”+
7 Hiramu paakanzwa mashoko aSoromoni, akafara chaizvo, akati: “Jehovha ngaarumbidzwe nhasi nekuti akapa Dhavhidhi mwanakomana akachenjera kuti atungamirire vanhu ava vakawanda!”+