Zekariya 4:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Nekuti ndiani ashora zuva rezvinhu zvidiki?*+ Nekuti vachafara uye vachaona Zerubhabheri akabata tambo yekururamisa mudhuri pakuvaka.* Maziso manomwe aya ndeaJehovha, uye maziso acho ari kutenderera nenyika yese.”+
10 Nekuti ndiani ashora zuva rezvinhu zvidiki?*+ Nekuti vachafara uye vachaona Zerubhabheri akabata tambo yekururamisa mudhuri pakuvaka.* Maziso manomwe aya ndeaJehovha, uye maziso acho ari kutenderera nenyika yese.”+