-
1 Madzimambo 14:1Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
14 Panguva iyoyo Abhija mwanakomana waJerobhoamu akarwara.
-
-
1 Madzimambo 14:13Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
13 VaIsraeri vese vachamuchema, vomuviga, nekuti iye chete pamhuri yaJerobhoamu ndiye acharadzikwa muguva, nekuti muimba yaJerobhoamu ndiye chete awanikwa aine chimwe chinhu chakanaka maari naJehovha Mwari waIsraeri.
-