2 Makoronike 6:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Maziso enyu ngaagare akatarisa kuimba iyi siku nesikati, kunzvimbo yamakati muchaisa zita renyu,+ kuti muteerere munyengetero unopiwa nemuranda wenyu akatarisa kunzvimbo ino.
20 Maziso enyu ngaagare akatarisa kuimba iyi siku nesikati, kunzvimbo yamakati muchaisa zita renyu,+ kuti muteerere munyengetero unopiwa nemuranda wenyu akatarisa kunzvimbo ino.