RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Makoronike 14:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Asa akabva ashevedzera kuna Jehovha Mwari wake,+ akati: “Haiwa Jehovha, hazvina basa kwamuri kuti vamuri kubatsira vakawanda here kana kuti havana simba.+ Haiwa Jehovha Mwari wedu, tibatsirei, nekuti tinovimba nemi,*+ uye tauya kuzorwa neboka revanhu ava muzita renyu.+ Haiwa Jehovha, ndimi Mwari wedu. Musarega munhu achikukundai.”+

  • Pisarema 25:15
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 Maziso angu anoramba akatarisa kuna Jehovha,+

      Nekuti achasunungura tsoka dzangu mumambure.+

  • Pisarema 62:1
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 62 Chokwadi ndinomirira Mwari ndakanyarara.

      Ruponeso rwangu runobva kwaari.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe