2 Makoronike 22:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Asi Mwari akaita kuti Ahaziya aparare nekuenda kwaakaita kuna Jehoramu; uye paakasvika, akaenda naJehoramu kunosangana naJehu+ muzukuru* waNimshi, uyo akanga azodzwa naJehovha kuti aparadze imba yaAhabhi.+
7 Asi Mwari akaita kuti Ahaziya aparare nekuenda kwaakaita kuna Jehoramu; uye paakasvika, akaenda naJehoramu kunosangana naJehu+ muzukuru* waNimshi, uyo akanga azodzwa naJehovha kuti aparadze imba yaAhabhi.+