Isaya 1:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 1 Zvakaonekwa naIsaya*+ mwanakomana waAmozi pamusoro peJudha neJerusarema mumazuva aUziya,+ Jotamu,+ Ahazi,+ naHezekiya,+ madzimambo eJudha:+ Isaya 6:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Gore rakafa Mambo Uziya,+ ndakaona Jehovha akagara pachigaro cheumambo chaiva pamusoro uye pakakwirira,+ uye nguo yake, nechekuzasi kwayo yakanga yakazadza temberi.
1 Zvakaonekwa naIsaya*+ mwanakomana waAmozi pamusoro peJudha neJerusarema mumazuva aUziya,+ Jotamu,+ Ahazi,+ naHezekiya,+ madzimambo eJudha:+
6 Gore rakafa Mambo Uziya,+ ndakaona Jehovha akagara pachigaro cheumambo chaiva pamusoro uye pakakwirira,+ uye nguo yake, nechekuzasi kwayo yakanga yakazadza temberi.