-
Eksodho 38:1, 2Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
38 Akagadzira atari yekupisira zvibayiro yemubayamhondoro. Yakanga iine mativi mana akaenzana, yakareba makubhiti* mashanu, yakafara makubhiti mashanu, uye yakakwirira makubhiti matatu.+ 2 Akabva agadzira nyanga dzayo pamakona ayo mana. Nyanga dzayo dzakanga dzakagadzirirwa pairi, chiri chinhu chimwe chete. Akazoiisa yese mhangura.+
-