RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Madzimambo 12:26
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 26 Jerobhoamu akati nechemumwoyo: “Iye zvino umambo hwava kudzokera kuimba yaDhavhidhi.+

  • 1 Madzimambo 12:28
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 28 Pashure pekunge mambo abvunza mazano kune vamwe, akagadzira mhuru mbiri dzegoridhe,+ akati kuvanhu: “Zvekuenda kuJerusarema zviri kukuremerai. Heuno Mwari wenyu, imi vaIsraeri, uyo akakubudisai munyika yeIjipiti.”+

  • 1 Madzimambo 16:33
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 33 Ahabhi akagadzirawo bango rinoyera.*+ Ahabhi akawedzera kuita zvinhu zvinogumbura Jehovha Mwari waIsraeri kupfuura madzimambo ese eIsraeri akamutangira.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe