1 Makoronike 25:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Dhavhidhi nevakuru vemapoka ebasa vakasarudzawo vamwe vanakomana vaAsafi, Hemani, naJedhutuni+ kuti vashumire vachiprofita neudimbwa, zviridzwa zvine tambo,+ nesimbi dzinorovaniswa.+ Mazita evarume vacho vakasarudzwa kuti vaite basa iri ndeaya, 1 Makoronike 25:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Vese ava vaitungamirirwa nababa vavo kuti vaimbe paimba yaJehovha, vaine zviridzwa zvesimbi zvinorovaniswa, nezviridzwa zvine tambo, neudimbwa,+ vachiita basa repaimba yaMwari wechokwadi. Asafi, Jedhutuni, naHemani vaiva pasi pamambo. 2 Makoronike 9:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Achishandisa matanda acho emiarigamu, mambo akagadzira masitepisi eimba yaJehovha+ neeimba yamambo,*+ uyewo udimbwa nezviridzwa zvine tambo zvevaimbi.+ Matanda akadaro akanga asati amboonekwa munyika yeJudha.
25 Dhavhidhi nevakuru vemapoka ebasa vakasarudzawo vamwe vanakomana vaAsafi, Hemani, naJedhutuni+ kuti vashumire vachiprofita neudimbwa, zviridzwa zvine tambo,+ nesimbi dzinorovaniswa.+ Mazita evarume vacho vakasarudzwa kuti vaite basa iri ndeaya,
6 Vese ava vaitungamirirwa nababa vavo kuti vaimbe paimba yaJehovha, vaine zviridzwa zvesimbi zvinorovaniswa, nezviridzwa zvine tambo, neudimbwa,+ vachiita basa repaimba yaMwari wechokwadi. Asafi, Jedhutuni, naHemani vaiva pasi pamambo.
11 Achishandisa matanda acho emiarigamu, mambo akagadzira masitepisi eimba yaJehovha+ neeimba yamambo,*+ uyewo udimbwa nezviridzwa zvine tambo zvevaimbi.+ Matanda akadaro akanga asati amboonekwa munyika yeJudha.