8 Saka Jehovha akatsamwira Judha neJerusarema,+ akavaita chinhu chinotyisa uye chinokatyamadza uye chinhu chinoridzisa vanhu muridzo, sezvamuri kuona nemaziso enyu.+ 9 Onai, madzitateguru edu akaurayiwa nebakatwa,+ uye vanakomana vedu, nevanasikana vedu, nemadzimai edu vakatapwa nemhaka yeizvi.+