2 Makoronike 28:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Ahazi akaunganidzawo midziyo yeimba yaMwari wechokwadi; akabva atema midziyo yeimba yaMwari wechokwadi+ kuita zvidimbu zvidimbu, akavhara masuo eimba yaJehovha,+ akagadzira atari dzake mumakona ese eJerusarema.
24 Ahazi akaunganidzawo midziyo yeimba yaMwari wechokwadi; akabva atema midziyo yeimba yaMwari wechokwadi+ kuita zvidimbu zvidimbu, akavhara masuo eimba yaJehovha,+ akagadzira atari dzake mumakona ese eJerusarema.