-
2 Makoronike 31:1Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
31 Pavakangopedza zvese izvi, vaIsraeri vese vaivapo vakaenda kumaguta eJudha, vakaputsa shongwe dzinoyera,+ vakatema mapango anoyera*+ uye vakaparadza nzvimbo dzakakwirira+ neatari+ dzacho muJudha yese nekwaBhenjamini, uyewo kwaEfremu nekwaManase+ kusvikira vazviparadza zvese. VaIsraeri vese vakabva vadzokera kumaguta avo, mumwe nemumwe kunhaka yake.
-