2 Madzimambo 18:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Kana mukati kwandiri, ‘Tinovimba naJehovha Mwari wedu,’+ haasi iye here ane nzvimbo dzakakwirira neatari zvakabviswa naHezekiya,+ achiti kuJudha neJerusarema, ‘Munofanira kupfugama pamberi peatari iyi iri muJerusarema’?”’+ Isaya 36:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Kana ukati kwandiri, ‘Tinovimba naJehovha Mwari wedu,’ haasi iye here ane nzvimbo dzakakwirira neatari zvakabviswa naHezekiya,+ achiti kuJudha neJerusarema, ‘Munofanira kupfugama pamberi peatari iyi’?”’+
22 Kana mukati kwandiri, ‘Tinovimba naJehovha Mwari wedu,’+ haasi iye here ane nzvimbo dzakakwirira neatari zvakabviswa naHezekiya,+ achiti kuJudha neJerusarema, ‘Munofanira kupfugama pamberi peatari iyi iri muJerusarema’?”’+
7 Kana ukati kwandiri, ‘Tinovimba naJehovha Mwari wedu,’ haasi iye here ane nzvimbo dzakakwirira neatari zvakabviswa naHezekiya,+ achiti kuJudha neJerusarema, ‘Munofanira kupfugama pamberi peatari iyi’?”’+