Nehemiya 1:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 1 Mashoko aNehemiya*+ mwanakomana waHakariya: Mumwedzi waKisrevhi,* mugore rechi20, ini ndaiva munhare* inonzi* Shushani.*+ Esteri 1:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 pamazuva iwayo, Mambo Ahashivheroshi paakanga agere pachigaro chake cheumambo, munhare* inonzi* Shushani,*+ Dhanieri 8:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Ndakaona chiratidzo chacho, uye pandakanga ndakatarisa, ndaiva munhare* yeShushani,*+ iri mudunhu reEramu;+ ndakaona chiratidzo chacho, uye ndaiva pedyo nerwizi rwaUrai.
1 Mashoko aNehemiya*+ mwanakomana waHakariya: Mumwedzi waKisrevhi,* mugore rechi20, ini ndaiva munhare* inonzi* Shushani.*+
2 pamazuva iwayo, Mambo Ahashivheroshi paakanga agere pachigaro chake cheumambo, munhare* inonzi* Shushani,*+
2 Ndakaona chiratidzo chacho, uye pandakanga ndakatarisa, ndaiva munhare* yeShushani,*+ iri mudunhu reEramu;+ ndakaona chiratidzo chacho, uye ndaiva pedyo nerwizi rwaUrai.