Numeri 10:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 “Kana muchifanira kuenda kuhondo munyika yenyu muchinorwisana nemudzvinyiriri anenge achikutambudzai, munofanira kudaidza vanhu kuhondo muchishandisa mabhosvo,+ uye muchayeukwa naJehovha Mwari wenyu, moponeswa pavavengi venyu. 2 Makoronike 13:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Inzwai! Mwari wechokwadi anesu achititungamirira uye vapristi vake vane mabhosvo ekuridza pakurwa nemi. Haiwa imi varume veIsraeri, musarwa naJehovha Mwari wemadzibaba enyu, nekuti hamuzokundi.”+
9 “Kana muchifanira kuenda kuhondo munyika yenyu muchinorwisana nemudzvinyiriri anenge achikutambudzai, munofanira kudaidza vanhu kuhondo muchishandisa mabhosvo,+ uye muchayeukwa naJehovha Mwari wenyu, moponeswa pavavengi venyu.
12 Inzwai! Mwari wechokwadi anesu achititungamirira uye vapristi vake vane mabhosvo ekuridza pakurwa nemi. Haiwa imi varume veIsraeri, musarwa naJehovha Mwari wemadzibaba enyu, nekuti hamuzokundi.”+