RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ezra 4:14, 15
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 14 Sezvo tichidya munyu wemumuzinda* uye zvazvisina kunaka kuti tione zvido zvamambo zvichivhiringidzwa, tatumira shoko iri kuti mambo azive zvinhu izvi, 15 kuitira kuti bhuku rezvakaitika remadzitateguru enyu riongororwe.+ Muchaona mubhuku rezvakaitika uye muchaziva kuti guta iri iguta rinopanduka, rinokanganisa madzimambo nematunhu, uye kubvira kare ragara riine vanhu vanopandutsa vanhu. Ndokusaka guta iri rakaparadzwa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe