Nehemiya 4:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Sanibharati, Tobhiya,+ vaArabhiya,+ vaAmoni, nevaAshdhodhi+ pavakangonzwa kuti masvingo eJerusarema ari kuenderera mberi nekugadzirwa uye kuti pakaputsika pakanga pachivharwa, vakatsamwa chaizvo. Pisarema 129:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Vachanyadziswa uye vachadzokera vachinyara,Vese vanovenga Ziyoni.+
7 Sanibharati, Tobhiya,+ vaArabhiya,+ vaAmoni, nevaAshdhodhi+ pavakangonzwa kuti masvingo eJerusarema ari kuenderera mberi nekugadzirwa uye kuti pakaputsika pakanga pachivharwa, vakatsamwa chaizvo.