-
Nehemiya 6:17, 18Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
17 Mazuva iwayo vakuru vakuru+ veJudha vaitumira tsamba dzakawanda kuna Tobhiya, uye Tobhiya aivapindura. 18 Vanhu vakawanda vemuJudha vakatsidza kuti vaizomutsigira, nekuti aiva mukuwasha waShekaniya mwanakomana waAraa,+ uye mwanakomana wake Jehohanani akanga aroora mwanasikana waMeshuramu+ mwanakomana waBherekiya.
-