9 Saka Jeshua nevanakomana vake nehama dzake, naKadmieri nevanakomana vake, vanakomana vaJudha, vakabatana kuti vatungamirire vaya vaiita basa muimba yaMwari wechokwadi, pamwe chete nevanakomana vaHenadhadhi,+ vanakomana vavo nehama dzavo, ivo vaRevhi.