Nehemiya 7:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Ndakabva ndaita kuti hama yangu Hananai+ itungamirire Jerusarema, pamwe chete naHananiya mukuru weNhare,+ nekuti aivimbwa naye kupfuura vamwe vese uye aitya Mwari wechokwadi+ kupfuura vamwe vakawanda.
2 Ndakabva ndaita kuti hama yangu Hananai+ itungamirire Jerusarema, pamwe chete naHananiya mukuru weNhare,+ nekuti aivimbwa naye kupfuura vamwe vese uye aitya Mwari wechokwadi+ kupfuura vamwe vakawanda.