8 Bhuku iri reMutemo harifaniri kubva pamuromo wako,+ unofanira kuriverenga nenzwi riri pasi pasi siku nesikati, kuti unyatsochengeta zvese zvakanyorwa mariri;+ nekuti kana ukadaro zvinhu zvichakufambira zvakanaka, uye uchava akachenjera+ pane zvaunoita.