Numeri 21:33 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 33 Pashure paizvozvo vakaenda neNzira yeBhashani. Uye Ogi+ mambo weBhashani akabuda nevanhu vake vese kuzorwisana navo kuEdrei.+ Numeri 21:35 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 35 Saka vakaramba vachivauraya pamwe nevanakomana vake nevanhu vake vese, kusvikira pasisina akasara,+ uye vakatora nyika yake.+
33 Pashure paizvozvo vakaenda neNzira yeBhashani. Uye Ogi+ mambo weBhashani akabuda nevanhu vake vese kuzorwisana navo kuEdrei.+
35 Saka vakaramba vachivauraya pamwe nevanakomana vake nevanhu vake vese, kusvikira pasisina akasara,+ uye vakatora nyika yake.+