Joshua 24:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Saka ndakakupai nyika yamakanga musina kushandira nemaguta amakanga musina kuvaka,+ mukagara maari. Muri kudya kubva muminda yemizambiringa neminda yemiorivhi yamusina kudyara.’+
13 Saka ndakakupai nyika yamakanga musina kushandira nemaguta amakanga musina kuvaka,+ mukagara maari. Muri kudya kubva muminda yemizambiringa neminda yemiorivhi yamusina kudyara.’+