Ezra 7:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Ezra uyu akabva kuBhabhironi uye aiva munyori ainyatsoziva Mutemo waMozisi*+ wakanga wapiwa naJehovha Mwari waIsraeri. Mambo akamuitira zvese zvaakakumbira, nekuti ruoko rwaJehovha Mwari wake rwaiva paari.
6 Ezra uyu akabva kuBhabhironi uye aiva munyori ainyatsoziva Mutemo waMozisi*+ wakanga wapiwa naJehovha Mwari waIsraeri. Mambo akamuitira zvese zvaakakumbira, nekuti ruoko rwaJehovha Mwari wake rwaiva paari.