-
Nehemiya 13:10, 11Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
10 Ndakaonawo kuti vaRevhi+ vakanga vasina kupiwa migove yavo,+ saka vaRevhi nevaimbi avo vaiita basa vakanga vaenda, mumwe nemumwe kumunda wake.+ 11 Saka ndakatsiura vatevedzeri vevatongi+ ndikati: “Neiko imba yaMwari wechokwadi yaregeredzwa?”+ Ndakabva ndavaunganidza ndikavadzorera panzvimbo dzavo.
-