RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Joshua 21:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 Saka vaIsraeri vakapa vaRevhi maguta aya nemafuro awo pachishandiswa mujenya, sezvakanga zvarayirwa naJehovha achishandisa Mozisi.+

  • Joshua 21:17
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 Uye kubva kudzinza raBhenjamini vakapiwa Gibhiyoni+ nemafuro ayo, Gebha nemafuro ayo,+

  • Nehemiya 11:31
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 31 Vanhu vekwaBhenjamini vaiva muGebha,+ Mikmashi, Aija, Bheteri+ nemaguta madiki akaipoteredza,

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe