Nehemiya 6:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Haiwa Mwari wangu, yeukai Tobhiya+ naSanibharati uye zvinhu izvi, naNoadhiya muprofitakadzi nevamwe vaprofita vese vairamba vachiedza kundityisidzira.
14 Haiwa Mwari wangu, yeukai Tobhiya+ naSanibharati uye zvinhu izvi, naNoadhiya muprofitakadzi nevamwe vaprofita vese vairamba vachiedza kundityisidzira.