-
Nehemiya 6:1, 2Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
6 Sanibharati, Tobhiya,+ Geshemu muArabhiya,+ nevamwe vavengi vedu vese pavakangoudzwa kuti ndakanga ndavakazve rusvingo+ uye kuti pakanga pasisina pakaputsika (kunyange zvazvo kusvikira panguva iyoyo ndakanga ndisati ndamisa masuo pamagedhi),+ 2 Sanibharati naGeshemu vakabva vanditumira shoko vachiti: “Ngatironge nguva yekuti tionane mumisha iri muBani reOno.”+ Asi ivo vaironga kundikuvadza.
-