Numeri 18:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Nekuti ndapa vaRevhi chegumi chichabviswa nevaIsraeri kuna Jehovha kuti ive nhaka yavo. Ndokusaka ndati kwavari, ‘Havafaniri kuwana nhaka pakati pevaIsraeri.’”+
24 Nekuti ndapa vaRevhi chegumi chichabviswa nevaIsraeri kuna Jehovha kuti ive nhaka yavo. Ndokusaka ndati kwavari, ‘Havafaniri kuwana nhaka pakati pevaIsraeri.’”+