Pisarema 88:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 88 Haiwa Jehovha, Mwari weruponeso rwangu,+Ndinochema masikati,Uye ndinouya pamberi penyu usiku.+ Ruka 18:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Saka Mwari angatadza here kuita kuti vanhu vake vakasarudzwa vanochema kwaari siku nesikati vatongerwe nyaya dzavo zvakarurama,+ achivaitira mwoyo murefu?+
7 Saka Mwari angatadza here kuita kuti vanhu vake vakasarudzwa vanochema kwaari siku nesikati vatongerwe nyaya dzavo zvakarurama,+ achivaitira mwoyo murefu?+