-
Esteri 2:15Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
15 Pakasvika jana raEsteri mwanasikana waAbhihairi hama yaModhekai, uyo akanga amutora kuti ave mwanasikana wake,+ rekuti apinde maiva namambo, haana chaakakumbira kunze kwezvakataurwa naHegai mukuru mukuru wemumuzinda* wamambo, muchengeti wevakadzi. (Nguva yese iyi Esteri aifarirwa nemunhu wese aimuona.)
-