RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 43:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Baba vavo Israeri vakabva vati kwavari: “Saka kana zvakadaro, itai izvi: Torai zvibereko zvakanakisisa zvenyika ino moisa muhomwe dzenyu* munopa murume wacho sechipo:+ bharisamu shomanana,+ uchi hushomanana, namo yemiti inonhuhwirira,* makwati anobudisa namo,+ mhodzi dzemupistakiyo, nemaarumondi.

  • 1 Madzimambo 10:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 2 Akasvika muJerusarema aine vanhu vakawanda vaimuperekedza+ nengamera dzakanga dzakatakura mafuta ebharisamu+ negoridhe rakawanda chaizvo nematombo anokosha. Akapinda maiva naSoromoni akamubvunza zvese zvaiva mumwoyo make.

  • 2 Madzimambo 20:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Hezekiya akavagamuchira* akavaratidza imba yake yese yepfuma,+ kureva sirivha, goridhe, mafuta ebharisamu nemamwe mafuta aikosha, zvombo zvake, nezvese zvaiva maichengeterwa pfuma yake. Hapana chavasina kuratidzwa naHezekiya muimba yake* uye munzvimbo yake yese yaaitonga.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe