Esteri 1:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 uye vaya vaiva pedyo zvikuru naye vaiva Kashena, Shetari, Admata, Tashishi, Meresi, Masena, naMemukani, machinda manomwe+ ePezhiya neMedhiya, aibvumirwa kupinda maiva namambo uye aiva nezvinzvimbo zvepamusoro kupfuura vamwe vese muumambo hwacho).
14 uye vaya vaiva pedyo zvikuru naye vaiva Kashena, Shetari, Admata, Tashishi, Meresi, Masena, naMemukani, machinda manomwe+ ePezhiya neMedhiya, aibvumirwa kupinda maiva namambo uye aiva nezvinzvimbo zvepamusoro kupfuura vamwe vese muumambo hwacho).