RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 4:27
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 27 Jehovha achakuitai rumwe rumwe pakati pemamwe marudzi,+ uye vashomanana venyu ndivo vachasara vari vapenyu+ pakati pemarudzi amuchadzingirwa kwaari naJehovha.

  • Nehemiya 1:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 “Ndapota, yeukai shoko ramakarayira* mushumiri wenyu Mozisi, muchiti: ‘Kana mukaita zvisina kutendeka, ndichaita kuti mupararire pakati pemarudzi.+

  • Jeremiya 50:17
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 “Vanhu veIsraeri makwai akapararira.+ Shumba ndidzo dzakavaparadzira.+ Vakatanga kuparadzwa namambo weAsiriya;+ kukazouya Mambo Nebhukadhinezari* weBhabhironi uyo akan’en’ena mapfupa avo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe