1 Samueri 12:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Jehovha haazosiyi vanhu vake+ nemhaka yezita rake guru,+ nekuti Jehovha pachake ndiye akakusarudzai kuti muve vanhu vake.+ Isaya 54:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Hapana chombo chakagadzirirwa kukurwisa chichabudirira,+Uye uchapa mhosva rurimi chero rupi zvarwo runokupomera pakutongwa. Iyi inhaka yevashumiri vaJehovha,Uye kururama kwavo kunobva kwandiri,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha.+
22 Jehovha haazosiyi vanhu vake+ nemhaka yezita rake guru,+ nekuti Jehovha pachake ndiye akakusarudzai kuti muve vanhu vake.+
17 Hapana chombo chakagadzirirwa kukurwisa chichabudirira,+Uye uchapa mhosva rurimi chero rupi zvarwo runokupomera pakutongwa. Iyi inhaka yevashumiri vaJehovha,Uye kururama kwavo kunobva kwandiri,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha.+