Esteri 8:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Iye zvino munogona kunyora muzita ramambo chero zvamunofunga kuti zvakanaka muchiitira vaJudha, mozvidhinda nerin’i yamambo ine chidhindo, nekuti murayiro unenge wanyorwa muzita ramambo wodhindwa nerin’i yamambo ine chidhindo haugoni kubviswa.”+ Dhanieri 6:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Zvino imi mambo, dzikai murau wacho muusaine,+ kuti urege kuchinjwa, maererano nemutemo wevaMedhiya nevaPezhiya usingagoni kuchinjwa.”+
8 Iye zvino munogona kunyora muzita ramambo chero zvamunofunga kuti zvakanaka muchiitira vaJudha, mozvidhinda nerin’i yamambo ine chidhindo, nekuti murayiro unenge wanyorwa muzita ramambo wodhindwa nerin’i yamambo ine chidhindo haugoni kubviswa.”+
8 Zvino imi mambo, dzikai murau wacho muusaine,+ kuti urege kuchinjwa, maererano nemutemo wevaMedhiya nevaPezhiya usingagoni kuchinjwa.”+