-
Esteri 5:14Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
14 Saka shamwari dzake dzese nemudzimai wake Zereshi vakati kwaari: “Ita kuti danda rakareba makubhiti 50* ridzikwe. Uye mangwanani ibva wataurira mambo kuti Modhekai anofanira kuturikwa pariri.+ Ubve waenda namambo kunofara kumabiko.” Mashoko acho akafadza Hamani, saka akaita kuti danda racho ridzikwe.
-