Jobho 2:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Uye Jehovha akati kuna Satani: “Waona mushumiri* wangu Jobho here? Hakuna akafanana naye panyika. Murume akarurama uye asina chaanopomerwa,*+ anotya Mwari uye anosiyana nezvakaipa. Achakaperera+ kwandiri kunyange zvazvo uchiedza kundikurudzira kuti ndimuparadze+ pasina chikonzero.” Jobho 34:5, 6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Nekuti Jobho ati, ‘Ndakarurama,+Asi Mwari ari kuramba kunditonga zvakarurama.+ 6 Ndingareva nhema nezvemutongo wandinofanira kupiwa here? Ronda rangu harirapiki, kunyange zvazvo ndisina chandatadza.’+
3 Uye Jehovha akati kuna Satani: “Waona mushumiri* wangu Jobho here? Hakuna akafanana naye panyika. Murume akarurama uye asina chaanopomerwa,*+ anotya Mwari uye anosiyana nezvakaipa. Achakaperera+ kwandiri kunyange zvazvo uchiedza kundikurudzira kuti ndimuparadze+ pasina chikonzero.”
5 Nekuti Jobho ati, ‘Ndakarurama,+Asi Mwari ari kuramba kunditonga zvakarurama.+ 6 Ndingareva nhema nezvemutongo wandinofanira kupiwa here? Ronda rangu harirapiki, kunyange zvazvo ndisina chandatadza.’+