Jobho 16:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Vakandishamira miromo yavo,+Uye vakarova matama angu vachindituka;Vanondimomotera vakawanda.+ Jobho 17:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Ndakakombwa nevanondinyomba,+Uye ziso rangu ngarirambe riri pakupanduka kwavari kuita. Jobho 30:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 30 “Iye zvino vava kundiseka,+Varume vadiki kwandiri,Vane vanababa vandaizorambaKuisa pamwe chete nembwa dzaichengetedza makwai angu. Pisarema 22:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Vese vanondiona vanondinyomba;+Vanondifinyamira vachidzungudza misoro yavo vachinditsvinyira vachiti:+ VaHebheru 11:36 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 36 Vamwe vaiva nemiedzo yekusekwa uye kurohwa zvakasimba, vachitosungwa necheni+ nekuiswa mumajeri.+
30 “Iye zvino vava kundiseka,+Varume vadiki kwandiri,Vane vanababa vandaizorambaKuisa pamwe chete nembwa dzaichengetedza makwai angu.
7 Vese vanondiona vanondinyomba;+Vanondifinyamira vachidzungudza misoro yavo vachinditsvinyira vachiti:+