Jeremiya 14:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Kana ndikaenda kunotarisa musango,Ndinoona vaya vakaurayiwa nebakatwa!+ Uye kana ndikapinda muguta,Ndinoona zvirwere zvakakonzerwa nenzara!+ Nekuti muprofita nemupristi vari kudzungaira nenyika yavasingazivi.’”+
18 Kana ndikaenda kunotarisa musango,Ndinoona vaya vakaurayiwa nebakatwa!+ Uye kana ndikapinda muguta,Ndinoona zvirwere zvakakonzerwa nenzara!+ Nekuti muprofita nemupristi vari kudzungaira nenyika yavasingazivi.’”+