Pisarema 143:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Musatonga mushumiri wenyu,Nekuti hapana munhu mupenyu anogona kuva akarurama pamberi penyu.+